Mashoko Emuzasi
a Mupata uyu worwizi ungava uri kureva Mupata waKidhironi, unoenda nokumaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva uchibva Jerusarema uchigumira paGungwa Rakafa. Kunyanya rutivi rwawo rwezasi harwuna mvura uye rwunenge rwakaoma kwegore rose.