Mashoko Emuzasi
c Nenzira inofadza, rugwaro rwaShem-Tob rwaMateo 24:22 rwunoshandisa shoko rechiHebheru rokuti ‘a·vurʹ, iro rinoreva kuti “nokuda kwa, nemhaka ya, uye kuitira kuti.”—Ona nyaya inotangira iyi, peji 13.