Mashoko Emuzasi
b Josephus anoti: “Apo Titus akapinda akashamiswa nesimba reguta racho . . . Iye akadanidzira zvinonzwika, kuti: ‘Mwari ave ari kurutivi rwedu; ndiMwari akadzikisa vaJudha kubva muidzi nhare; nokuti maoko avanhu kana kuti zvishandiswa zvaigona kuitei mukurwisana neshongwe dzakadai?’”