RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

c Humwe ufakazi ndehwokuti rine kutaura kwechiHebheru kwokuti “Zita,” kwakanyorwa kana kuti kudimurirwa, ka19. Purofesa Howard anonyora, kuti: “Kuraviwa kweZita raMwari muchinyorwa chechiKristu chakanokorwa mashoko nenyanzvi yokudenha yechiJudha kunokatyamadza. Kudai iyi yakanga iri shanduro yechiHebheru yechinyorwa chechiKristu chechiGiriki kana kuti chechiLatin, munhu aizokarira kuwana adonai [Ishe] murugwaro rwacho, kwete chiratidzo chisingarondedzereki chezita raMwari YHWH. . . . Kuti iye ave akawedzera zita risingarondedzereki hakutsananguriki. Ufakazi hunokarakadza zvakasimba kuti Shem-Tob akagamuchira Mateo wake Zita raMwari richitova mukati morugwaro rwacho uye kuti iye zvimwe akarichengeta panzvimbo pokuti apinde mungozi yokuva nemhaka yokuribvisa.” New World Translation of the Holy Scriptures—With References inoshandisa Mateo waShem-Tob (J2) setsigiro yokushandisa zita raMwari muMagwaro echiKristu echiGiriki.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe