Mashoko Emuzasi
b Pane imwe nhambo, Jesu akamutswa akadya hove navadzidzi vake, kunobvumikisa kuti kuoneka kwake kwakanga kusiri chionowo zvacho, sezvinotaura vamwe nhasi.—Ruka 24:36-43.