Mashoko Emuzasi
b Gore rinenge ra 760 C.E., boka rechiJudha rinozivikanwa savaKaraite rakarayira kunamatira kwakakomba zvikuru kuMagwaro. Vachiramba chiremera chavanarabhi, “Mutemo Unotaurwa,” neTalmud, vakanga vane chikonzero chikuru zvikuru chokuchengeta rugwaro rweBhaibheri nenzira yomuitiro. Mhuri dzakati dzakabva muiri boka dzakava nyanzvi dzavakopi dzavaMasorete.