RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Nepo Bhaibheri richitaura kuti “izvo zvinodzvara munhu, ndizvo zvaanochekazve,” ikoku hakurevi kuti kutambura kwomunhu kunofanira kuva chirango choumwari. (VaGaratia 6:7) Munyika ino inodzorwa naSatani, vakarurama vanowanzotarisana nezvinetso zvakawanda zvikuru kupfuura zvinoita vakaipa. (1 Johane 5:19) “Muchavengwa navose nokuda kwezita rangu,” Jesu akaudza vateveri vake kudaro. (Mateo 10:22) Chirwere namamwe marudzi ejambwa zvinogona kuwira upi noupi wavabatiri vakatendeka vaMwari.—Pisarema 41:3; 73:3-5; VaFiripi 2:25-27.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe