Mashoko Emuzasi
a Bhuku rinonzi New Testament Words rinotsinhira, kuti: “Munhu ari epieikēs [mufungo] anoziva kuti pane nguva apo chinhu chingava chinoruramiswa chose chose pamutemo asi chakaipa chose chose mutsika. Munhu ari epieikēs anoziva nguva yokupfavisa mutemo mumanikidziro yesimba iro riri rakakwirira zvikuru neguru zvikuru kupfuura mutemo.”