RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

f Purofesa Walter L. Liefeld anonyora, kuti: “Zvamazvirokwazvo kunobvira kutaura kuti kudeya kurangarira kwaJesu kwakabatanidza mativi maviri: (1) zvinoitika zva A.D. 70 zvinobatanidza tembere uye (2) izvo zvomunguva yemberi iri kure, zvakarondedzerwa mumashoko ouporofita zvikuru.” Tsinhiro dzakapepetwa naJ. R. Dummelow dzinoti: “Zvakawanda zvezvitambudzo zvakakomba zvikurusa zveiyi hurukuro huru zvinonyangarika apo kunozivikanwa kuti Ishe wedu akanongedzera mairi kwete kuchinoitika chimwe asi kuzviviri, uye kuti chokutanga chakanga chichifananidzira chechipiri. . . . [Ruka] 21:24 zvikurukuru, iyo inotaura nezve‘nguva dzaVamarudzi,’ . . . inoisa nhambo isingazivikanwi pakati pokuwa kweJerusarema nomugumo wenyika.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe