Mashoko Emuzasi
b Nenzira yakasiana, mushumo “unobva kumusoro” ungagona kubvumikisa kuva unobva kuna Jehovha, nemhaka yamashoko ake kuna Gogi, anoti: “[Zvamazvirokwazvo, NW] . . . nokukuisa zvikokoono mushaya dzako; ndichakubudisa.” “Ini . . . ndichakuparira kukwira uchibva kumativi ari kuresa okuchamhembe ndokukupinza pamakomo aIsraeri.”—Ezekieri 38:4; 39:2, NW; enzanisa nePisarema 48:2.