RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

d “Kusvikira kunguva yokupedzisira” kungagona kureva “mukati menguva yomugumo.” Shoko rinoshandurwa pano kuti “kusvikira” rinooneka murugwaro rwechiAramaiki rwaDhanieri 7:25 uye ipapo rinoreva “mukati” kana kuti “kwe.” Shoko racho rine revo yakafanana murugwaro rwechiHebheru rwa 2 Madzimambo 9:22, Jobho 20:5, uye Vatongi 3:26. Mushanduro zhinjisa dzaDhanieri 11:35, zvisinei, rinoshandurwa kuti “kusvikira,” uye kana uku kuri kunzwisisa kwakarurama, ipapo “nguva yomugumo” pano inofanira kuva nguva yomugumo wetsungiriro yavanhu vaMwari.—Enzanisa na“Your Will Be Done on Earth,” peji 286.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe