Mashoko Emuzasi
c Zvapupu zvaJehovha zvingafara kukubetsera muna ikoku. Fundo yeBhaibheri yapamusha yapachena inogona kurongwa kupfurikidza nokuonana navabudisi vamagazini ino kana kuti zvimwe ungano yomunzvimbomo yeZvapupu zvaJehovha iri munzanga yenyu.