Mashoko Emuzasi
c Kuvambira munguva dzakare munyu, zvichena zvamazai, uye zvimwe zvinhu zvakashandiswa kujekesa kana kuti kubudisa ruvara nokunaka zvewaini, vaRoma vachitoshandisa sulfur sechinouraya mbeu dzose dzehosha mukuita waini.