Mashoko Emuzasi
b “Muchimiro chikuru nheyo yacho ingataurwa zvakadai: ‘Musaumba ukama hupi nohupi, hungava hwechinguvana kana kuti hwechigarire, navasingatendi uko kungatungamirira kukubvumiraniswa pane zvisina kufanira kwemipimo yechiKristu kana kuti kupinza mungozi kusimba kwechapupu chechiKristu. Uye neiko pane paradzano yakadaro? Nemhaka yokuti asingatendi haagoverani mipimo yomuKristu, kunzwira ngoni, kana kuti nharidzano.’”—The Expositor’s Bible Commentary, Volume 10, peji 359.