Mashoko Emuzasi
b Chimiro chendangariro chokusuruvara chechinguvana chakasiana nokuora mwoyo kwakakomba, kwenguva refu, uyo uri mugariro wakakomba zvikuru kwazvo nowakaoma womufungo kana kuti wendangariro. Ona Mukai! wechiNgezi waOctober 22, 1987, mapeji 3-16.