Mashoko Emuzasi
c Izvi zvakafanana nezvinoratidzwa nemufananidzo waJesu wemambure ekukukudzisa. Hove dzakawanda dzinobatwa mumambure acho asi hadzisi dzese dzinonzi “dzakanaka.” Dzisina kukodzera dzacho dzaitofanira kuraswa. Apa Jesu aitoyambira kuti vakawanda vevaya vakambobatana nesangano raJehovha vaigona kuzoratidza kuti havana kutendeka.—Mat. 13:47-50; 2 Tim. 2:20, 21.