Mashoko Emuzasi
d Bhaibheri rinotaurawo nezvekurwisa ‘kwemuAsiriya’ wemazuva ano, uyo achada kuparadza vanhu vaMwari. (Mika 5:5) Kurwiswa kwakataurwa kuti kwaizoitwa vanhu vaMwari naGogi weMagogi, namambo wekumusoro, nemadzimambo epanyika, uye nemuAsiriya, kunogona kunge kuri kurwisa kumwe chete asi kuchitaurwa kuri pamatanho akasiyana-siyana.