Mashoko Emuzasi
b Rimwe bhuku rinoti shoko rechiHebheru rakashandurwa kuti “kukanganisa” rinogona kuva nepfungwa yechinhu chinopesana nezvinonzi ndizvo zvakarurama. Rimwewo bhuku rinoti shoko iri “rinoshandiswa chaizvo panyaya dzekunamata, uye kazhinji rinenge richitaura nezvemhosva kana zvivi zvinoitwa nemunhu achitadzira Mwari.”