Mashoko Emuzasi
c Temberi yemweya yakavapo muna 29 C.E. pakabhabhatidzwa Jesu akatanga basa rake seMupristi Mukuru. Asi kwemazana emakore pashure pekufa kwevaapostora vaJesu, vanhu vakawanda vakasiya kunamata kwakachena. Kunamata kwechokwadi kwakatozotanga kukwidziridzwa kubvira muna 1919.