Mashoko Emuzasi
b Chiratidzo chetemberi yakaonekwa naEzekieri chinopindiranawo nehumwe uprofita hwekudzorerwa kwekunamata kwakachena hwakazadziswa mumazuva ano ekupedzisira. Semuenzaniso, ona kupindirana kunoita Ezekieri 43:1-9 naMaraki 3:1-5; Ezekieri 47:1-12 naJoeri 3:18.