Mashoko Emuzasi
a Ezekieri anofanira kunge akaenzanisira zviratidzo zvese izvi vanhu vakatarisa. Nei tichidaro? Nekuti zvimwe zvacho zvaakaita zvakadai sekubika chingwa nekutakura mukwende, zvinhu zvaakaudzwa naJehovha kuti aite vaIsraeri “vakatarisa.”—Ezek. 4:12; 12:7.