Mashoko Emuzasi
c Mumwe muongorori weBhaibheri akati shoko rimwe chete iri rekuti “ikoko,” rinoratidza “kushamisika kwaakaita panguva iyoyo, uye hapana rimwe shoko riri nani kupfuura raakashandisa. . . . Mwari ari ikoko kuBhabhironi! Zvakamunyaradza zvikuru!”