Mashoko Emuzasi
e Ezekieri anenge aiva nemakore 30 paakatanga kuprofita mugore ra613 B.C.E. Saka anofanira kunge akaberekwa muna 643 B.C.E. (Ezek. 1:1) Josiya akatanga kutonga muna 659 B.C.E., uye bhuku reMutemo, zvichida rekutangatanga racho, rakawanikwa gore rechi18 rekutonga kwake rava kusvika, kana kuti pakati pa642 na641 B.C.E.