Mashoko Emuzasi
c Nanna, mwari wechirume, aizivikanwawo nezita rekuti Sin. Temberi dzakawanda neatari dzaiva muguta iri dzainge dzakavakirwa iye, kunyange zvazvo vagari vemuUri vainamata vanamwari vakawanda.