Mashoko Emuzasi
b Genesisi 4:26 inoti panguva yaInoshi, muzukuru waAdhamu, “vanhu vakatanga kudana zita raJehovha.” Asi kudana kwavaiita zita raJehovha kwaisava kumuremekedza. Vanogona kunge vaidana zvidhori zvavo nezita rake.