Mashoko Emuzasi
a Izvi hazvirevi kuti vanhu vanenge vachida kukutadzisa kudzidza Bhaibheri vanenge vakagarwa naSatani. Asi Satani ndiye “mwari wenyika ino,” uye “nyika yese iri musimba [rake.]” Saka hazvishamisi kana vamwe vanhu vakaedza kutitadzisa kunamata Jehovha.—2 VaKorinde 4:4; 1 Johani 5:19.