Mashoko Emuzasi
d Dzimwe nyanzvi dzinoramba kuti ngamera dzaichengetwa nevanhu munguva yaAbramu. Zvisinei, hadzigoni kuratidza izvozvo. Kakawanda Bhaibheri parinotaura zvinhu zvaiva naAbramu rinobatanidzawo ngamera.—Gen. 12:16; 24:35.