Mashoko Emuzasi
a Mumazuva iwayo vanhu vairarama upenyu hwakareba chaizvo kupfuura zvatinoita mazuva ano. Zviri pachena kuti kurarama kwavaiita kwenguva refu kwaiva nechokuita nokuva pedyo nesimba uye kukwana zvaimbova naAdhamu naEvha asi zvavakazorasa.