Mashoko Emuzasi a Tinogona kuona kuti vanhu vacho vainge vari pasinagogi vaingochinja-chinja kana tikaenzanisa zvavakaita pane zvakataurwa naJesu pano nezvavakanga vataura zuro wacho pavakamurumbidza nemwoyo wose vachiti aiva muprofita waMwari.—Joh. 6:14.