Mashoko Emuzasi
b Nyeredzi iyi yakanga isiri nyeredzi chaiyo; uyewo yakanga isina kutumwa naMwari. Zviri pachena kuti Satani akashandisa chinhu ichocho chaiita senyeredzi sechikamu cheurongwa hwake hwakaipa hwokuparadza Jesu.