Mashoko Emuzasi
c Kuti vafudzi ava panguva iyoyo vaigara kunze kwemisha nezvipfuwo zvavo kunotsigira zvinoratidzwa nenguva dzezviitiko zviri muBhaibheri kuti: Kristu haana kuberekwa muna December nguva yekuti zvipfuwo zvaigara mumatanga aiva pedyo nemisha, asi pane imwewo nguva pakutanga kwaOctober.