RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

c Parakashandurwa kuiswa muchiGiriki, shoko rinoreva “hove” muchiHebheru rakashandurwa kuti “chisikwa chomugungwa chakakura uye chinotyisa,” kana kuti “hove huru.” Kunyange zvazvo pasina nzira yokunyatsoziva nayo rudzi rwechisikwa chemugungwa chaakasangana nacho, zvakacherechedzwa kuti muMediterranean mune hove dzinonzi shark dzakakura zvokukwanisa kumedza munhu akadaro. Kune shark dzakatokura zvikuru kune dzimwewo nzvimbo; whale shark inogona kureba kusvika pamamita 15 kana kutopfuura!

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe