Mashoko Emuzasi
a Nguva pfupi pashure peizvi, Jehovha aizoudza Eriya kuti atange kudzidzisa Erisha, uyo aizozivikanwa seuya “aidira mvura pamaoko aEriya.” (2 Madz. 3:11) Erisha akava mushandi waEriya, zviri pachena kuti achibatsira murume ainge ati kurei.