Mashoko Emuzasi
a Samueri pachake akauraya Agagi. Mambo iyeye akaipa pamwe nemhuri yake vaisafanira kunzwirwa ngoni. Papera mazana emakore, zviri pachena kuti vazukuru vaAgagi vaisanganisira “Hamani muAgagi,” uyo akaedza kutsakatisa vanhu vose vaMwari.—Esteri 8:3; ona Zvitsauko 15 ne16 zvebhuku rino.