RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

b Tebhenekeri yacho yainge yakareba mamita 13,3 uye yakafara mamita 4,5, zvinoreva kuti yaiva tende guru raiva pafuremu yemapuranga. Zvisinei, yakanga yakagadzirwa nezvinhu zvemhando yepamusorosoro—matehwe emasiri, machira akamendwa zvakanaka, uye mapuranga anodhura akafukidzwa nesirivha nendarama. Tebhenekeri yacho yaiva muchivanze chaiva chakareba mamita 44,5 uye chakafara mamita 22,3, uye chaiva neatari yakanaka kwazvo yokupisira zvibayiro. Zviri pachena kuti pave paya, mamwe makamuri akazovakwa kumativi etebhenekeri kuti vapristi vashandise. Zvinoita sokuti Samueri airara mune rimwe remakamuri akadaro.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe