Mashoko Emuzasi
e Pauro akatora mashoko kubva munhetembo yainzi Phaenomena, yakanyorwa nemudetembi wechiStoiki ainzi Aratus. Mamwe mashoko akafanana neiwayo anowanika mune mamwe mabhuku echiGiriki, kusanganisira rinonzi Hymn to Zeus, rakanyorwa naCleanthes munyori wechiStoiki.