Mashoko Emuzasi
d Shoko rechiGiriki rakashandurwa kuti “nyika” ndikoʹsmos, raishandiswa nevaGiriki kureva zvinhu zvese zvinooneka panyika nemudenga. Pauro anogona kunge akashandisa shoko iri richireva izvozvo achiitira kuti arambe achinzwisisana nevateereri vake.