Mashoko Emuzasi
a Pamusoro po“kuregerera kudarika,” imwe nyanzvi inotaura kuti kufananidza kwacho kwechiHebheru “kunotorwa pane zvinoitwa nomunhu anenge ari parwendo anopfuura asingaoni chimwe chinhu chaasingadi kuisa pfungwa dzake pachiri. Pfungwa yacho [haisi yokuti Mwari haaoni chivi] asi ndeyokuti pane zvimwe zviitiko haati nanga-nanga nechivi chacho kuti azoranga munhu wacho; kuti haarangi, asi anokanganwira.”