RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Muna November 2002, hondo yokuIraq isati yatanga, Purofesa Dan Cruickshank akashanyira nharaunda yacho. Akataura paterevhizheni yeBBC kuti: “Kumucheto kweguta reMosul ndiko kune guta guru reNinivhi rava dongo, iro—pamwe chete neNimrud . . . rakacherwa nechido chikuru nenyanzvi dzezvinocherwa mumatongo dzokuBritain kubvira kuma1840 zvichienda mberi. . . . Kuongororwa kwemaguta aya eAsiriya zvechokwadi kwaireva kuwanikwa kwemararamiro akanga arasika kwenguva refu—akanga ava kutoda kuva ngano—aingozivikanwa chete kubva murondedzero pfupi, dzisinganzwisisiki dzaisataura zvinhu zvokunyanyorumbidza dziri muBhaibheri.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe