RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Kubva muna 455 B.C.E. kusvika muna 1 B.C.E. pane makore 454. Kubva muna 1 B.C.E. kusvika muna 1 C.E. pane gore rimwe chete (pakanga pasina gore razero). Uye kubva muna 1 C.E. kusvika muna 29 C.E. pane makore 28. Kusanganisa nhamba nhatu idzi kunotipa makore anokwana 483. Jesu ‘akaurayiwa’ muna 33 C.E., muvhiki yemakore yechi70. (Dhanieri 9:24, 26) Ona bhuku rinonzi Fungisisa Uprofita hwaDhanieri! chitsauko 11, uye Insight on the Scriptures, Volume 2, mapeji 899-901. Ose akabudiswa neZvapupu zvaJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe