Mashoko Emuzasi
a Kuti uwane mamwe mashoko ane chokuita nokumwe kurapa kungashandiswa pane kuwedzerwa ropa, ona musoro unoti “Mitoo Yokurapa Yakanaka Ingashandiswa Munzvimbo Mokuisirwa Ropa” mubhurocha rinonzi Ropa Rinogona Sei Kuponesa Upenyu Hwako? rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha.