Mashoko Emuzasi a Shoko rokuti ‘muAmori’ raigona kushandiswa sezvaingoitwa rokuti ‘muKenani’ richireva vanhu vose vaigara munyika iyoyo kana kuti dzinza racho chete.—Ge 15:16; 48:22.