RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

b Dzimwe shanduro dzeBhaibheri pano dzinopa pfungwa yekuti munhu anobata vanhu vaMwari ari kubata ziso rake pachake kana kuti ziso raIsraeri, kwete ziso raMwari. Vanhu vaikopa Bhaibheri patsva ndivo vakachinja mashoko aya vachifunga kuti haasi kuremekedza Mwari. Vakaratidza kushingaira asi vakarasika, zvikaita kuti vaverengi vasaone kuti Jehovha ane tsitsi dzakadii.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe