Mashoko Emuzasi
c Kuberekwa kunoprofitwa pano hakuna kufanana nokunorondedzerwa pana Zvakazarurwa 12:1, 2, 5. Muchitsauko ichocho chaZvakazarurwa, “mwanakomana, munhurume,” anomiririra Umambo hwaMesiya, uhwo hwakatanga kushanda muna 1914. Zvisinei, “mukadzi” womuuprofita hwacho huri huviri mumwe chete.