Mashoko Emuzasi
f Kupfurikidza nomutungamiriri webasa, basa romumunda raavo vakabatanidzwa neungano, kana kuti boka, raifanira kushumwa kuSosaiti vhiki imwe neimwe, kutanga muna 1919.