Mashoko Emuzasi
a Kuti uwane mamwe mashoko enda pajw.org. Tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VAKAROORANA UYE VABEREKI, paunowana nyaya dzakadai seidzi “Kuranga Vana,” “Mungaita Sei Kana Mwana Achishusha,” “Dzidzisai Vana Venyu Kuzvibata,” uye “Kudzidzisa Mwana Kuti Akuteererei.”