Mashoko Emuzasi
a Bhaibheri haridzidzisi kuti Mwari ane mukadzi waakaita naye vana. Asi rinodana Jesu kuti “Mwanakomana waMwari” nemhaka yokuti akaita zvokuumbwa naMwari, aine unhu hwakafanana nehwaBaba vake.