Mashoko Emuzasi
a Ichokwadi kuti munhu wose anokanganisa. (VaRoma 3:23) Saka kana shamwari ikakurwadzisa asi ikaratidza nomwoyo wose kuti haizozvipamhidzi, yeuka kuti “rudo runofukidza zvivi zvizhinji.”—1 Petro 4:8.