Mashoko Emuzasi
a Duramazwi rinotsanangura mukadzi anoberekera mumwe mukadzi mwana so“mukadzi anova nepamuviri zvichiwanzoitwa nokuisirwa urume munhengo yokubereka nayo kana kuti anoiswa zai rakasangana nourume muchibereko achiita zvokuvhiyiwa kuti atakurire mumwe mukadzi kamwana kusvikira kazvarwa.”