Mashoko Emuzasi
d Mazano ane chokuita nenyaya iyi akataurwa munyaya dzinoti “Vechiduku Vanobvunza Kuti . . . ” “Kushupwa Mune Zvevatano—Ndinogona Kuzvidzivirira Ndimene Sei?” uye “Ndingaita Sei Kuti Mukomana Wangu Asandibata Zvakaipa?” dziri mumagazini yedu yaSeptember 8, 1995 neyaJuly 8, 2004.